
Mapurisa eHomicide anobva kwaMutare varikuInvestigator nyaya yemurume akafa akawonekwa kuSakubva River mudhuze neHobhouse asina kupfeka. .
Mutumbi wemurume uyu usati wazivikanwa wakaonekwa naBelieve Mandigora (20) aitsvaga huni.
Mumhan’ari uyu anoti aitsvaga huni kuSakubva River ndipo paakaona mutumbi wemurume uyu urimumvura.
Mutumbi uyu waive usina kusimira, wairatidzwa kuti waive waraswa.
Wakaendeswa kuVictoria Chitepo Provincial Hospital kuPost-mortem.