
Mumwe murume wemuZimbabwe ari kuUnited Kingdom (UK) VaMunashe Chikomba vane makore23 ekuberekwa, vapihwa mutongo wemwedzi makumi matatu mushure mekubvuma mhosva yavo yekuba mari.
Mhosva iyi yakaitika munaMarch gore rino.
Muridzi wechitoro akabhohwekana nekuba kwaangaaita saka Chikomba akabva amubaya panhongonya nepfumo.
Jeremy Barton, muchuchisi, akati mapurisa akawana banga mumotokari yaMunashe Chikomba uye vakaonawo sando nebanga.
Chikomba , akabvuma mhosva yake yekuba,nedzimwe mbiri dzekuve nebanga uye neyekuva nesando.
Akaiswa mujeri kwemwedzi makumi matatu.