
Confusion Munyika As Makandiwa Encourages His Followers To Be Vaccinated Mushure Mokunge Ambovaudza Kuti Jekiseni Racho Riri Dangerous!
Achikonzeresa confusion munyika nemusi weSvondo Makandiwa anoti, ‘I don’t want to hear a member, or a follower who says I’m not getting the vaccine because the prophet said don’t have it’.
Izvi zvasiya vanhu vanomutevera vakarembera zvokuda kudonha nokuti pakutanga VaMakandiwa vakanga vazivisa kuti ivo nemhuri yavo havasi kuzombozobayiwa jekiseni iri nokuti rinouraya.
Vice President Chiwenga vakabva vamuka arimangwanani vakanoita wekutanga kubayiwa nhomba yokudzivirira coronavirus, vaMakandiwa ndokubva vazivisa vanhu kuti VP vabayiwa mvura yega isina mushonga.