
Mudzimai ane makore 30 nevana gumi anoti murume wake ave kuda zvakare vamwe vana.
Mudzimai uyu wekwaKakamega kuKenya ane mimba yemwana wechi11. Murume wake ari kuda vana 22.
Mudzimai uyu anonzi anoita mwana gore rimwe narimwe. Pandinongotanga kuenda kumwedzi ndinobva ndatobata pamuviri.
Murume wangu haadi kuti ndishanidse dziviriro nokuda kwetradition yedu. VAna vave kundirwadza kuchengeta nokuti vakawandisa.
Murume wemudzimai uyu anoti anoda vana vakawanda kuti vazomubatsire mukurarama.
Chero akange andipa nhamba yevana vandinoda handiite dambudziko naye.