
Mapurisa ekuMukumbura, Mashonaland Centra vakasunga murume aive akuuraya mukadzi wake nemukomana aive nemudzimai vake, akavawana vachidashurana zvakaomarara mugranary.
Kufa Kukunzangoma (60)akawana mukadzi waakarambana naye Ketai Kapiririi (40) achidashurwa sinhi naTapera Chavhundura (34).
Kukunzangoma akatema mukadzi uyu nezvidhina kaviri mushure mekurova Chavhundura kamwechete nedanda mumusoro, vaviri ava varikurwira hupenyu kulocal hospital.
Vavakidzani vakamubata vakamusungisa kumapurisa.