
Murume ane makore 59 akafa mushure mokutsikwa nemotokari iyo yaimhanya zvikuru kuChitungwiza.
Mapurisa akatsigira chiitiko ichi chakaitika musi weChitatu padhuze neMakoni turn off.
”Musi wa28 July murume ane makore 59 akatsikwa nemotokari isingazivikanwe apo aidarika mugwagwa. Mutyairi haana kumira”, akadaro mumwe wevaivepo.