
Murume uyu arikuti zvinhu zvake zvave kumushungurudza, zvakuda kuripwa. Anoti iye mukadzi wake akafa ane pamuviri. Pasina nguvs baba vake vakabva vafa. Aiona murume aimuudza zvekuita apo akanzi anofanira kugara ega uye hama dzake haafanire kudzibatsire asi mari ainayo yakawandisa, vana vake vanopfeka mamvemve. Ane mota 8 idzo dzaasingachabvumidzwe kufamba nadzo. Ikozvino ava kukumbira kana pane anokwanisa kumubatsira.