
Mufananidzo uyu unoratidza nguva chaiyo apo murume akabuda mubedroom akapfeka boxer chete achitiza mukadzi wake uyo ainge arikumashure kumutevera.
Murume uyu anoti iye ainge aneta nokudaro haaikwanisa kuramba achiita bonde izvo zvaidiwa nemukadzi wake sezvo aiiti haasati agutsikana.
Nokudaro akabuda mubedroom ndokusviko kwira painge pakakwirira kuti mudzimai wake asasvika paainge ari otyira upenyu hwake.