
Murume akapfuura ndokuuraya mukadzi aive wake, mukadzi uyu aive akaremerwa, vakapfuurwa pamwechete nemukomana wake.
Vaviri ava vaive vakamira pamberi pevana vavo vaviri pamutambo wenhabvu muHarris County muTexas, USA.
Murume uyu paabva kunouuraya vanhu vaviri ava azvipfuudza.
Murume uyu akavauraya munguva dzemangwanani munzvimbo yekupaka yeMatias Almeyda Center.
Pakasvika mapurisa pachiitiko ichi, vakaona kugi murume ane makore (35)akafa uye mukadzi aive akuvara zvakaipisa, akamhanyiswa kuchipatara.
Vana vavo havana kukuvadzwa, mukadzi nemwana wake vakafira kuchipatara, uye mapurisa akawana murume ari pamba pake azviuraya.