
Murume uyu anotaura achiti kutengesa kwaanoita Zvidhori kutsvaga raramo yekuti awane kuchengeta vana vake nemudzimai wake
Kuti atengese Zvidhori izvi ,anga atoshingirira kuti awane Mari yekuti atange business rekutengesa Zvidhori kwaakatanga kuita svondo rapera ,akatengesa midziyo yake yemumba
Anotaura kuti ,kuona mhuri yake ichitambura kunomushungurudza ,mabasa arikunetsa kuwana ,saka akatongoona kuti kutengesa kwaakatanga kuita kungachinja mararamiro ake nemhuri yake .Arikuti Zvidhori zvaari kutengesa zvirikutengwa zvirinani zvekuti anokwanisa kutengera mhuri yake usavi wekudyisa sadza ,nekuti vana vake vaite zvidzidzo zvavo kuzvikoro
_*Receive Daily News’ front page as soon as you join +263775934930 WhatsApp group*_