
Mhuri yemuBulawayo ine muchato uyo wakajeka yoita chishamiso sezvo murume nomukadzi vochinjana kuunza zvikomba muimba yavo. Izvi zviri kuitika apo mumwe wavo anenge asipo pamba.
Varikutochinjana kuunza vavanodanana navo muimba.
Mahlupeka anoti akaudza Nkosinomusa NcubekuBulawayo Civil Court kuti murume wake paanouya nevasikana vake kumba,aisiya macondom pese pese.
Mukadzi aiitawo zvimwechetezvo paanounza varume vake.