
Munin’ina waGeneral Kumbirai Hodzi vaDouglas akashaya mushure mekubatwa ane chirwere checovid-19.
Aive anemakore 60 ekuberekwa.
PG Hodzi anoti anosuwiswa nekufa kwakaita munin’ina wake Douglas nekuda kwechirwere checovid-19 uye aive munhu akagwinya.
Mutauri weradio aive ane makore (20),ndiye mukuru weZimbabwe Republic Police Chief Inspector arikuGweru.
VaHodzi vakati mariro arikuitwa kuGweru uko kwaarikuradzikwa,aive nemudzimai nevana vake vatatu.