
Mhanya uone kamwana kadikidiki kangangove ne 4years kachirova prayer yakasimba hanzi Mwari ndichakunamatai kusvika mandipa mari yakawanda, sadza nekundikandira ku grade 12 muchiitakuti ndikure ndakarara kuitira kuti ndigoshanda nesimba. Wako mwana akanzi namata anotii