
Mukadzi akasungwa mushure mekuda kuuraya mukomana wake uyo akamuona achidashurwa sinhi nemumwe murume.
Chemutale Mutematsaka akasungwa mushure mekuda kuuraya Alexandra Mazarura (30).
Chiitiko ichi chakaitika kuCentenary uko kwakaenda Mazarura husiku na10 pm uye akaona musikana wake akarara nemumwe murume Stanley Shaba (40).
Mutematsaka akatora demo akatema Mazarura kamwechete mumusoro akadonha asati aendeswa kuSt Albert Mission Hospital.
*_______________________________*