
Mukadzi uyu akashamisa vanhu vemunzvimbo yaanogara, anotaura achiti mudumbu make anonzwa chinhu chinotamba-tamba zvichiratidza kuti mune mwana.
Anogara naamai vake vanorwara nemalaria, anotaura kuti akambofa zvevhiki rimwe akazomuka, vanhu vemunzvimbo iyi vanomuti chipoko nekufa kwaakomboita.