
Mukadzi anofonera small hausi yemurume wake achiiudza kuti isiyane nemurume wake apo anoudzwa magarara moyo. Small house inoti yakaudzwa nemurume kuti anogara akabikirwa mazai nebeans zuva nezuva uye anenge achingosura. Mukadzi uyu apedzisira ava kuchema paphone