
Mukadzi wekuEpworth afa munguva shoma yapfuura mushure mekunge imba yake yapiswa. Vamwe vaviri vaive pamba apa vakakuvara zvakaipisisa mumoto wakatangwa nemukomana wemwanasikana wepamba apa.
Mukadzi uyu anoitwa Tamary Mafukidze ane makore (38).
Zimbabwe Shona News
Nothing at the moment
Nothing
Nil
Nil