
BBC
Mudzimai wemutungamiriri wenyika yeUkraine Amai Zelensky vanoti, “Kana tikasamisa Putin, uyo anotyisidzira kutanga hondo yenyukireya, hapazovi nenzvimbo yakachengeteka munyika mose kungwamgwe kunaani zvake. Tichakunda. Nemhaka yekubatana kwedu. Kubatana kune rudo rweUkraine. “
Mai Zelensky vakataura mashoko aya apo vainge vaperekedza murume wavo parwendo rwekuenda kuUkmuna 2020. Mai Zelenska vakambove munyori wemifananidzo uye vane mukurumbira kunze kwenyika, vakaperekedza murume wavo nzendo dzinoverengeka dzekunze.