
Mudzidzisi wepaZimbabwe Republic Police High School akaendeswa kuCourt mushure mekurova sinhi remwana wechikoro.
Charles Mlambo (46) haana kupiwa nguva yekukumbira ruregerero pamberi paHarare magistrates Dennis Mangosi.
Musiwa July 18 kuZRP boarding School,musikana anga aenda kumalessons eO level Physics kuscience lab.
Munguva dzaaidzidza,musikana akaudza teacher vake kuti muclass mavairi maitonhora,vakamuudza kuti vaikwanisa kushandisa office yavo yaive mulab imomo.
Vanhu vaviri ava vakaenda muOffice,Mlambo akabvisa trouse rake nekubvisa trouse remusikana zvekumanikidza.
Musikana uyu akaedza kuvamisa asi vakashandisa simba ravo rese vachimurova sinhi.
Mwana akaudza mudzidzisi wake weBiology nezve kubatwa kwaakaitwa chibharo,vakanoudza mapurisa nyaya iyi,Mlambo akasungwa.