
Murimi anozivikanwa nekurima nzimbe uye Officer Murimi anozivikanwa wenzimbe uye Officer vanochengeta kuZaka CIO, Simbarashe Huni (63) akashaya.
Akafa svondo rapfuura kumba kwake kuTarget Kopje nekuda kweCovid19.
Kufa kwakaita vaHuni kwakarwadzisa vanhu vemunzvimbo iyi, Emma Ncube mudzimai wake akati murume wake airwadziwa nechipfuva paakaendeswa kunoongororwa zvirikukonzeresa akaonekwa aine Covid-19.
Akaendeswa kuMasvingo Provincial Hospital nemukadzi wake kuma10 manheru apo aive akutadza kufema.
VaHuni vaizivakanwa nekuva nerudo nekubetsera vanonetseka
, aive nepurazi renzimbe kuMkwanise kuChiredzi.