
Aimbova Zanu PF provincial commissar Jappy Jaboon na ex-Chiredzi West MP Darlington Chiwa mumiriri weChiredzi West, VaDarlington Chiwa, nevamwe vakawanda vodzokera mubato riri kutonga reZanu-PF, zvichitevera danho rebato rokunzwira tsitsi nhengo dzechikwata cheGeneration (G40) idzo dzakatandaniswa pahutongi hwava Mugabe.
Vakuru ava vakadzingwa muna2017 pakapandikirana nhengo dzebato guru reZanu-PF. Asi, sachigaro weZanu PF mudunhu reMasvingo, VaEzra Chadzamira nezuro vakati vave kugadzirira kuendesa mazita kuvakuru venyika, enhengo dzavari kukurudzira kuti vadzoke zvakare kubato.
Sekutaura kwakaita mutungamiriri wenyika, “Zanu PF ibato guru uye tinogamuchira munhu wese, saka pari zvino, tiri kugadzirira kugamuchira mazita evamwe vedu varikuda kudzoka mubato. Kune vazhinji vaimbove nhengo vanoda kujoina bato ngavauye…,” Chadzamira anodaro. .
Former Zanu PF provincial commissar Jappy Jaboon and ex-Chiredzi West MP Darlington Chiwa and several others are set to rejoin the ruling party, following the party’s decision to readmit members of the vanquished Generation (G40) faction.
The officials were expelled in 2017 at the height of the ruling party’s factional wars. But, Zanu PF Masvingo provincial chairperson Ezra Chadzamira yesterday said they were now ready to submit to the national leadership names of members whom they were recommending to rejoin the party.
“As the president said, Zanu PF is a big party and we welcome everyone, so currently, we are preparing to submit our recommendations to the national leadership. There are many former members who want to rejoin the party…,” Chadzamira said. Daily News