
Masara hama dzangu paJolas WhatsApp Group +263787876754 tatotanga kupakura mutakura uyo waibva. Ona kuti wa-joiner WhatsApp Group nekuti zviri ipapo zvikuratidza kuti vanhu voda shanduko.
PaVideo iri parikuonekwa mhomho yevanhu iri chipatapata nhaka yamakonzo kuri kusvika pakuitirwa Rally yeTriple C. Vose varikutomhanya kunowedzera mhomho yagara yavako kuri kuitirwa rally kunomirira Chikomana Nero kuti chiuye.
Hama mudikanwi haikona kusarira kurumidza kujoiner Jolas whatsapp group uzvionere pamhuno sefodya.