
Good News; Today, VP Biti Tendai will address the nation over the corruption in Zimbabwe
Nhasi, VaBiti Vachataura Nezve Huori Hurimunyika Kuruzhinji RweZimbabwe
Nhasi uno, VP Tendai Biti vachataura nezve corruption iyo inova chirwere chauraya nyika chehuori huri kunetsa muZimbabwe.
Vanhu vemuZimbabwe vanoziva kuti huori huri kutiuraya. Kubvira zvakatangwa kufumurwa kwehuori hwakati wandei munyika muno hapasati panyatso simudzwa musoro kuti huori hupere zvachose.
VaTendai Biti varikutarisirwa kutura mashoko akakosha nhasi nenguva dza 2pm masikati anhasi.
Today, VP Biti Tendai will address the nation on the the pandemic of corruption bedeviling Zimbabwe.
Zimbabweans know that corruption is killing us. Several exposés have brought this to light but there’s been no accountability.
Tune in at 2pm today.