
Bato reMDC rinotungamirirwa naVaMwonzora riri kuita musangano waro kuEpworth apo vatsigiri vebato vari kuratidza kuti vakazadzwa nemufaro.
Hona video rataisa apo Vice National Chairperson Yvonne Musarurwa achitaura. VaMwonzora vari kutarisirwa kuti vataure nevatsigiri vavo kuEpworth nhasi.
Kuti uone zviri kuitika kuEpworth pinda mu-Jolas WhatsApp Group ndimo matiri kuisa zvose zviri kuitika kuRally yeMDC Alliance.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?