
Mapuris asunga mbavha mbiri dzkapinda mucantten kuDrill Hall muBulawayo vakaba mari nechikafu kusanganisira 18 kg yenyama.
Mutauriri wemapurisa emuBulawayo Abednico Ncube vanoti vakasunga Mussiwa (21) anobva kuEmakhandeni naCollen Charlie (23) wekuMakokoba vasungirwa kupinda zvisiri pamutemo uye kuba.
Vakaba midziyo nemari yaisvika 230, R750 ne$12 000.
Mbavha idzi dzapwanya window manheru kuti vakwanise kupinda mucanteen.
Kuba kwakaitwa kwakaonekwa muzuva raitevera uye kuferefetwa kwakaitwa nyaya kwakaitwa kuti varume ava vasungwe kudzimba dzavo.