
Panechimwe chiitiko chisinganzwisisiki, mumwe murume anoyedzerwa ari pamusiwo pevanhu akabata nharembozha mumaoko. Pakutanga, vazhinji vambotanga vachifungira kuti murume uyu aidanana nemukadzi wepamba apa akagadzirwa nemurume wacho asi pazobuda chokwadi chekuti imbavha yanga yanga yatoba nharembozha.
Murume uyu anga atiba nharembozha yaakabata mumaoko ake, paati achitiza, ndipo paabatwa nechadzimira ndokuramba achitenderera nechivanze chose kusvikira azongomira sechidhori ari pamusiwo achiedza kudzorera nharembozha iyi.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?