
Mbavha dzeZanu Pf idzo dzarova mumwe Councillor wekuHigh Fields ndokumusiya akati rabada asiri kana kupfakanyika. Mbavha idzi dzakomba kamba yamapurisa yekuMachipisa dzichida kuti mumwe wadzo aburitswe.
Izvi zvinosuwisa kwazvo. Hama joiner Jolas whatsapp group +263775934930 tinokupai zvose zvinofadza uye kusuwisa.