
MaWarriors eZimbabwe ari kuEthiopia nhasi apo pamberi pemutambo wavo wechipiri weG G vaine shungu dzokuda kuita zvinorova nhasi uno.
MaWarriors awa akasvika swerazuro zvakachengeteka muBahir Dar pamberi peMutambo wavo weWorld Cup wavachaota nhasi musi wa7 September neEthiopia.”
Mutambo uyu hauna kumira mushe nokuti, Zimbabwe yakaita mangange neSouth Africa mumutambo wayo wekutanga wakaitirwa pamusha pavo, kuchitio Ethiopia ndokubva yavhiringidzwa ndokurakashwa 1-0 neGhana.