
PaJolas whatsapp group haisi kuzomira kukupai maupdates ezviri kutora nzvimbo kuRudhaka stadium, Marondera usasara!!!!!!
Sezvirikuoneka pavideo motokari dzinomwaya vanhu mvura inovava dzasheedzwa kubva Harare kuti dzizobatsirana nemapurisa kudzinga vanhu.
Kunyangwe zvakadaro vatsingiri veCCC vanoti havasi kuzoregedza kuenderera mbeweri nemusangano wavo.
https://twitter.com/zimlive/status/1502618467492634632?s=20&t=FTpPtdftxU-eNMXWbu–cg