
$50Bond yakaisirwa kuchinja zvinhu kuti zvinake here kana zviwedzere kuwoma
Kuona kurikuita vamwe vanhu varikuti zvirinani dai VaMnangagwa vadzosa mari diki yakaita SEMA $5bond ne $2bond dziya panekuramba vachiwedzera mazimaribmahombe zvinozokonzera kuti zvinhu zvikwire uye mari dzinenge dziri diki dzirambwe mumusika. Ma ten bond ndiwo aripadyo nekurambwa nevanhu uye kuona kurikuita vanhu nyika ichadzokera kunana 2008kuya Apo munhu wese akamboita trillionaire.
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….