
Vatungamiri ava vaiungana zvisiri pamutemo nenyaya yeCovid-19,mapositori aya panaMoffat Phiri (34)naEmmanuel Bango (28) verse vanobva kuChikuti mudunhu reHurungwe.
Bango naPhiri vakaunganidza sangano nekunamata kuMagaisa paBusiness rekwaKasimure.
Mapurisa emunzvimbo iyi vakakurumbidza kunzwa kuimba kwaiitwa nevanhu veJohane Masowe vakanosunga vatungamiri vaviri ve-churchu iyi.