
Mapurisa maviri akasungwa mushure mekuparadza Gold heistMapurisa maviri vaive vamwechete vemamwe matsotsi mana vanoita kunge mapurisa, vakasungwa mushure mekukanganisa goridhe muGwanda kwavakano pfura nekukuvadza mukorokoza.
Vumani Moyo, anoita zveGold akaendeswa kuGwanda Provincial Hospital.
Matsotsi aya anoti constables Mangena(25), Edmore Mausa (31), nemumwe mupurisa anoitwa Sibanda naAdmire Bangure. Constable Mausa naSibanda vachirikutsvagwa. The gang comprised constables Mangena (25), Edmore Mausa (31), an officer identified only as Sibanda and Admire Bangure. Constables Mausa and Sibanda are said to be still at large.
Mangena naBangure inhengo dzePolice Support Unit Romeo Troop yekuFairbridge yakaiswa pachirongwa chinonzi Chikorokoza Chapera.
Mausa anoshandira kuGwanda Police Station.
Mapurisa aya aive asiri pabasa musiwa Nyamavhuvhu 6, kuma (1) dzemangwanani apo vakanobira Cobra West Coast Mine, uko vamwe vashandi vemigodhi midiki vaigadzira ore yegoridhe. Vakaedza kubira vacheri vakakundikana.
Bangure aive nepfuti AK47, akaishandisa pana Moyo uyo akaendeswa kuhospital.
Makorokoza akadzosera nematombo kusvikira mapurisa aya atiza kwaive nemota yavo. Munguva dzavaitiza Bangure akadonhedza AK47 rifle number ZRP2004 yaakashandisa kupfuura Moyo.
Thandiwe Moyo wePhakama muGwanda,muGwanda,aive pamwe chete nemakorokoza akanotaura nyaya iyi kumapurisa, zvakaita kuti Mangena naBangure vasungwe.