
Mapurisa ekwaMutoko asunga vanhu vanofungidzirwa kuti makororo ayo akarobha imba yemukuru weZanu PF uye muzvinabhizimusi ane mukurumbira, Zano Kahuni, ndokumupisa zvakaomarara magaro vasati vamubira mari inoita US $ 130 mari.
Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, Inspector Tendai Mwanza nezuro vakatsigira kubirwa kwevanhu uku vachitiwo vanhu ava havasati vawoneka