Madzimai vakapamba mwana jolasnews 2 years ago Nezuro vagari vakabata mukadzi akapamba kwamwana kamukomana kane makore 2 ekuberekwa anga akapfeka gemenzi rekumasowe achinyepera kuita madzimai ndokumuzvambaradza zvakaomarara vasati vamuendesa kumapurisa. Like this:Like Loading... Continue Reading Previous: NYONGA NYONGA APO MUPURISA ANORWISA MUMHAN’ARI NEMACHETE MUCHARGE OFFICENext: Mudiwa abatsira vanoshaya Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi? Cancel reply