
Hatisi kumira paJolas whatsapp group kukupai maupdates ezviri kuitika paMkoba kuGweru saka kurumidza kujoiner nekuti unosarira hameno hako.
Sezvatiri kuona pavideo vatsigiri vebato vava kuRally ikhokhai chaiyo vanhu vauya kuzoona Chikomana Nero. Vamwe vari kutotsika ma-jive kuri kufarira Chikomana chiri kuuya kuzotaura nevanhu vekuGweru. Parikuonekwa madzibaba vachitamba zvokutsindira pasi kuita kunge vakutsindira foundation yemba
Haikona kusara mudikanwi joiner Jolas whatsapp group +263787876754 nhasi uonewo ma-jive anonwisa mvura ari kuitwa nevamwe.