Haikona kusara mudikanwi joiner Jolas whatsapp group +263787876754 uone zvinenge zvichiitika munyika.
Sezvatiri kuona pa-Video richangobva kutsvetwa pa-Jolas WhatsApp. Nezuro kune vaya vanga vasati vapinda mugroup vakapfurwa nezvakaitika iiwa se-Jolas team tichakupai zvishoma zvezvakaitika nezuro kuMkoba apo chikomana Nero chakanga chaenda kunosangana nevagari veko.
Video rasvetwa iri pari kuonekwa madzibaba vapfeka nguwo dzeyellow vvachiyeresa mwana mucheche uyo angauya naamai vake kuRally. Vanhu nezuro vakafara uye hapana mhirizhonga yakaitika nezuro.