
PaKambuzuma pari kuitwa zvinogara zvakadaro shuwa.
MaYouth e-ZANU PF ari kunekwa achishungurudza munhu arikuzvitengesera pamusika pake. Vari kubvisa ma-poster e-Triple C pamusika pemutengesi. Chokwadi ma-youth e-ZANU PF kurwadziwa nekuti munhu anotsigira bato risiri ravo.
Zvionere wega pa-Jolas WhatsApp Group +263787876754. Ona kuti wa-Joiner nekukurumidza.