
Mune imwe nguva pakereke muporofita wepo akati akadzinga mweya wezvidhoma mukereke yake.
Akasasa mvura inoera pamunhu wese muchechi – asi akazvikanganwa.
Mushure mokuzvikanganwa kudaro zvvinonzi zvidhoma zvakatanga kumutevera.
Parizvino Prophet Zimba Zungu anobva kuBuhle Park, Ekurhuleni anoenda kusango mazuva ese kunonamatira tokoloshe waanotenda kuti ari maari kuti aende.