
Bato rinotungamirirwa naVaNelson Chamisa reTriple C rine nharo shuwa, kunyangwe mapurisa ari kuvarambira kuita Star Rally yavo ivo vari kuti vanoiita uye dare ravapa mvumo yekuita Rally yavo kuMarondera. Endai paJolas WhatsApp Group +263787876754 muzvionere mega zviri kuitika veduwe.
VaMatewu avo vanova mumwe wevanhu vanoda kukwikwidza kuMarondera Central anoti, “Tiri kuenderera mberi nemusangano wedu nekuti ikodzero yedu sezviri mubumbiro remutemo.”
#Zimbabwe
— Open Parly ZW (@OpenParlyZw) March 12, 2022
Live update from Marondera.
We are continuing with our rally because it's our right in terms of the Constitution – @CCCZimbabwe aspiring candidate for Marondera Central @cmatewu speaks.#ElectionsZW pic.twitter.com/Hwv4fPPHpN