
“Kuvapo kwaJesu hakurevi kusavapo kwematambudziko. Mwari havana kuvimbisa kuti vachaita kuti usasangana nematambudziko, vakati vachava newe munguva yekutambudzika uye vachakubatsira kusvikira apera.” Aya mashoko aBrother Chris vachiparidzira vanhu.
Wana video racho rose paJolas’WhatsApp Mharidzo group. Kana usati wave mugroup umu, chingobaya palink riri pazasi wotoiswa mugroup.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?