
Nhasi paChirongwa kugwiniwa nemumhanzi tuchange tichigwiniwa ne-music yamakakumbira musi wemuvhuro paJolas Playlist Monday ndokutadza kuiwana.kuiwana. Ndiyo mimhanzi ichange ichigwina vanhu nhasi iyoyo.
Music Yacho Inombofambiswa Sei Uye Inotumirwa Rini?.
Music Inotumirwa Sunday, Monday, Thursday neSaturday.
01—Sunday – Gospel Mix
Music iyi inotumirwa muJolas WhatsApp Group reMharidzo. Kana uchida kutumirwa nziyo dzako mbiri dzeGospel unokumbira paWhatsApp panhamba dzinoti: +263787390472. Unokumbira music iyi musi weMugovera CHETE.
02—Monday – Jolas Playlist Monday
Pachirongwa ichi vanhu vanotumira mimhanzi yavo yavanenge vachida kuInbox panhamba dzinoti: +263787390472 vobva vaipihwa muJolas Sensitive WhatsApp Group.
Munhu wese akasununguka kukumbira nziyo mbiri chete obva adzitumirwa muGroup (Hatitumire ku-inbox).
Unokumbira music yechirongwa ichi mangwanani emusi weMonday kusvika masikati na12PM.
03—Classic Thursday
Musi weChina kunotumirwa mimhanzi yemisambo yeUrban Groove, Classical, RnB, Hip-Hop, Soul music, Pop neJazz.
Munhu wese akasununguka kukumbira nziyo mbiri pachirongwa chemusi weChina ichi, ASI kana dzisiri dzerudzi rwanyorwa pamusoro apo hadzitumirwe.
KANA MUNHU AKANONOKA KUTUMIRA MIMHANZI YAANODA INOZOTUMIRWA MUSI WEMUGOVERA PACHIRONGWA KUGWINIWA NE-MUSIC ASI KANA IRI YEGOSPEL KANA MA-HILL SONGS INOBATANIDZWA NEYEMUSI WESVONDO PACHIRONGWA JOLAS SUNDAY GOSPEL MIX
NGUVA DZEKUTUMIRA MUSIC MAZUVA OSE DZINOTI, 06.30 AM – 12.00 PM
UNOTUMIRA MESSAGE KU INBOX PANHAMBA DZINOTI +263787390472 UYE MESSAGE YACHO INOFANIRA KUVA NEZITA REMUIMBI NEZITA RENZIYO YACHO