
Ndanzwa veduwe hazvisi nyore kuita bonde Mumba munemwanakomana wako apa futi mwana wacho haaoni ibofu anenge achingonzwa kugomera kwe-sound yepabonde utobvunza kuti chii chii.
Mukadzi musex worker anotsanangura mararamiro ake kuti akwanise kuchengeta Mwana wake bofu uye achikumbira kubatsirwa nebasa rinokwanisa kumubatsira nemwana wake
Watch the video clip below neAudio paWhatsup group +263775934930