
President vatsva veku Zambia vaHakainde Hichilema vadzinga basa maCommander ema soldiers ese emu Zambia kusanganisira nevamwe vakuru vemapurisa, avo vaishanda kubatsira vaimbove President wenyika iyi vaEdgar Lungu kushungurudza vanhu vasina mhaka.
Mapurisa, adzingwa ndevanosanganisira maCommissioner mumaProvince ese ayo aiita zvisakarura panguva yava Edgar Lungu.
Mutungamiriri wemauto Air Force Commander General Barry atandaniswa. . .
Zvakamira zvakadai kumapurisa adzingwa, Charity Katanga nemurume wake Chola Katanga vadzingwa vese na President mutsva wenyika yeZambia vaHakainde Hichilema. Mudzimai aive Deputy Inspector General weMapurisa amai Charity Katanga kuchitio murume wavo ari Police Commissioner weCentral Province.
Padzingwa police Inspector General Kakoma Kanganja, vachitaura kudivi ravo hanzi-zvoni, “ndakashanda nesimba kwemakore makumi matatu nematanhatu 36 years, uye ndinokumbira ruregerero kana paina wandakanganisira pasi pezuva chero ani zvage anoti pandaibata basa rangu anechisvoro neni ngaandiregerere. — Zambian
Mmmm