
Mutevedzeri weMutungamiriri, Constantino Chiwenga, anove zvakare gurukota rezvehutano nekuchengetwa kwevana nezuro Mugovera manheru vakazivisa mitemo mitsva yava kudikanwa kuti munhu wese aitevedzere nechinangwa chokuchengetedza vanhu vasatapurirane chirwere che Covid-19.
VaChiwenga vakazivisa izvi kwapera mazuva maviri mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vabvumidza kuvhurwa kwechikamu chekuridzwa kwemagitare showbiz, zvataurwa naVP ndokubva zvasiya Munyika mava ne confusion yakakurisa zvokuti vanhu voshaya kuti votevera zvipi.
Vachitaura vaEmmerson Mnangagwa 2days ago vanoti, “All artists have been given the greenlight to start performing considering they do not exceed the stipulated number of 50,” waiona confusion yapinda Munyika-ka.
Chinzwa manje zvamuka zvovakutaurwa navaChiwenga vachinja zvanga zvamboturwa nava Mnangagwa zvobva zvaita sokunge President na Vice wavo varikudhonzerana.
Full Statement from Chiwenga
“All gatherings except funerals are banned. These gatherings include but are not limited to weddings, church gatherings, music festivals and sports activities.
“Funerals shall be limited to 30 people. All Covid 19 funerals will be supervised by health personnel.
“All workshops and meetings are to be held virtually. In addition, all offices, both government and private, are to be decongest by 50% (except for offices connected with essential services),” he said.