
Kokhai Video paJolas WhatsApp Group +26378787675 vanhu vaya vatanga zvemhirizhonga. Video iri parikuonekwa murume ari kutaura zvekurova vanhu.
Mumwe mugari wekuHighfield arikuonekwa achitaura zvekurova Dougy naMashava. Anoti vanzwa kuti vaviri ava vari muFiyo uye varikuvatsvaga neziso tsvuku. Arikuonekwa kuti zvehondo ndizvo zvaari kutoda nokuti ari kuti achagarira varume vaviri ava kusvika husiku uye akavaona parikuzotsva munhu.