
Hanzi naEvangelist Muparinga munhu wese anenge achironga kuita kubudirira muhupenyu hwake haafe akafunga kushandisa vana vake asi kuti anoshandisa vevamwe.
Zvakafanana nemunhu akavaka night club haamboita pungwe ariko asi kuti anenge avakira vamwe varume kuti varare ikoko iye achiita mari. Muridzi webhawa haafi akataurira mwana wake kuti enda unofarisa basa mubhawa rangu asi kuti anotsvaga vanasikana vevamwe ndivo vanoshandisa kudziisa homwe yake.
Kana urikuda kunzwa kuri kuenda mharidzo iyi uyewo dzidziso iripo pinda muJolas Whatsapp group uone video ratsvetwa imomo.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?