
Minister anoona nezve Hurumende kuMasvingo Cde Ezra Chadzamira akasungwa.
Chadzamira akatorwa nemapurisa kubva kuZimbabwe Anti-Corrugation Commission (ZACC) ndokuendeswa kuMasvingo Magistrates Court kunopiwa mutongo wake.
Kunyangwe hazvo ruzivo rwekusungwa uku rwuchiri kushoma, vatapi venhau vanoti ari kupomerwa mhosva dzehuori dzinosanganisira kugoverwa kwenzvimbo kuKirimanjaro chirongwa kuChiredzi.