
Mashoko ava Job Sikhala auya mushure mokunge chi-Video chomu youth weZanu-PF chatenderera munyika 👇 Hona hona video via WhatsApp +263775934930, zvoitwa nemu youth we Zanu-PF kudhomoka pamhene!
Job Sikhala — “Kana glue rakurova ne Mutoriro ndozvounoita izvi. Unoita sascum rinotaura zvinopisa tsitsi.”
”Ndoma youths echimwe chi party chinofunga kuti kutyisidzira ndo politics. Vanhu vatatu kwayi tisu Harare yacho.”
“Itai Mutoriro mushoma vafana. Munotsva mapapu mukafa.”