
Amai vane makore makumi matatu nematatu ekuberekwa vane vana vaviri vakashanduka kuita basa rezvechipfambi kuti awane raramo nemhuri yake.
Mukadzi uyu, Charity *, akati ave kuita basa iri achinyanya kutaimira varume vanofamba nemarori mumugwagwa weHarare to Mutare vachienda kuMozambique. Anoda kukwanisa mari yechikoro inoita iyo $USD 500 pa semester paUniversity.
Chishuwo chake kutanga chirongwa chinounza mari chinogona kumuchengetedza iye nemhuri yake diki uye nekusiya basa rechipfambi iri.