
Video — VaMnangagwa vopomerwa mhosva yokudzima original independence yaivako kare vachiisa independence kumapurisa kuti adyire vanhu mari dzavo. Mapurisa chete ndiwo ava ne independence Munyika vachifamba mumashop evanhu vachitorera vanhu vose mari dzavo avo vanenge vasina shop license. Vose varikuita zvokutengesa varikutorerwa mari dzavo nemapurisa!